1 Chronicles 3:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaShekania: Shemaya; naʋanakomana ʋaShemaya: Hatushi, naIgari, naBaria, naNearia, naShafati, iʋo ʋatanhatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizvarwa zvaShekania zvaiva: Shemaya navanakomana vake vaiti: Hatushi, Igari, Bharia, Nearia naShafati, vatanhatu vose pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vokwaShekaniya: ndiShemiya. Vana vaShemiya vakomana ndiHatushi naIgari naBhariya naNeariya naShafati vari vatanhatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaShekania: Shemaya; navanakomana vaShemaya; Hatushi, naIgari, naBharia, naNearia, naShafati, ivo vatanhatu.
Shona 2009?
Vanakomana vaShekania: Shemaya; navanakomana vaShemaya; Hatushi, naIgari, naBharia, naNearia, naShafati, ivo vatanhatu.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaShekania: Shemaya; navanakomana vaShemaya; Hatushi, naIgari, naBharia, naNearia, naShafati, ivo vatanhatu.