1 Chronicles 3:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaErioenai: Hodavia, naEriashibi, naPeraya, naAkubi, naJohanani, naDeraya, naAnani, iʋo ʋanomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaErioenai vaiva: Hodhavhia, Eriashibhi, Peraya, Akubhi, Johanani, Dheraya naAnani, vanomwe pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanawo vakomana vokwaErioenai: ndiHodhavhiya naEriyashibhu naPeraya naAkubhu naJohanani naDheraya naAnani vari vanomwe kudaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaErioenai: Hodhavia, naEriashibhi, naPeraya, naAkubhi, naJohanani, naDheraya, naAnani, ivo vanomwe.
Shona 2009?
Vanakomana vaErioenai: Hodhavhia, naEriashibhi, naPeraya, naAkubhi, naJohwanani, naDheraya, naAnani, ivo vanomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaErioenai: Hodhavia, naEriashibhi, naPeraya, naAkubhi, naJohanani, naDheraya, naAnani, ivo vanomwe.