1 Chronicles 3:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ndiʋo ʋaakaɓerekerwa paJerusarema: Shimea, naShobabi, naNatani, naSoromoni, iʋo ʋanna, ʋaBati‐shua mukunda waAmieri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ava ndivo vana vaakaberekerwa ikoko. Vaiva: Shamua, Shobhabhi, Natani naSoromoni. Ava vana vakaberekwa naBhatishebha mwanasikana waAmieri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaakazoberekerwa muJerusaremu ndevava: kunoti Shemea naShobhabhu naNatani naSoromoni vari vana kudai vaakaberekerwa naBhatishua mwanasikana waAmieri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava ndivo vaakaberekerwa paJerusaremu: Shimea, naShobhabhi, naNatani, naSoromoni, ivo vana, vaBhatishua mukunda waAmieri;
Shona 2009?
Ava ndivo vaakaberekerwa paJerusaremu: Shimea, naShobhabhi, naNatani, naSoromoni, ivo vana, vaBhatishua mukunda waAmieri;
Shona SUB 2002 Bible
Ava ndivo vaakaberekerwa paJerusaremu: Shimea, naShobhabhi, naNatani, naSoromoni, ivo vana, vaBhatishua mukunda waAmieri;