1 Chronicles 4:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jabezi akaɗana kunaMŋari waIsraeri, akati: Haiwa, ɗai mucindiropafadza henyu, nokukurisa nyika yaŋgu, nokundifambisa noruʋoko rwenyu, nokundiceŋgeta kuneɀakaipa, kuti ɀirege kundiwira! Mŋari akamupa ɀaakakumbira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jabhezi akachema kuna Mwari waIsraeri achiti, “Haiwa, dai mandiropafadza mukakurisa nyika yangu! Ruoko rwenyu ngaruve neni uye rundichengete kune zvinokuvadza kuitira kuti ndisarwadziwa.” Uye Mwari akamupa zvaakakumbira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jabhezi akanamata Mwari weIsiraeri achiti: “Dai mandikomborerawo zvenyu nyika yangu muikudze-kudzewo ruoko rwenyu rurambe ruchindisesedza, mundidzivirirewo kune zvakaipa kuti zvirege kundikuvadza.” Mwari akamuitira zvaakakumbira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jabhezi akadana kuna Mwari waIsiraeri, akati, “Haiwa, dai muchindiropafadza henyu, nokukurisa nyika yangu, nokundifambisa noruoko rwenyu, nokundichengeta kune zvakaipa, kuti zvirege kundiwira!” Mwari akamupa zvaakakumbira.
Shona 2009?
Jabhezi akadana kuna Mwari waIsiraeri, akati, "Haiwa, dai muchindiropafadza henyu, nokukurisa nyika yangu, nokundifambisa noruoko rwenyu, nokundichengeta kune zvakaipa, kuti zvirege kundiwira!" Mwari akamupa zvaakakumbira.
Shona SUB 2002 Bible
Jabhezi akadana kuna Mwari waIsiraeri, akati, “Haiwa, dai muchindiropafadza henyu, nokukurisa nyika yangu, nokundifambisa noruoko rwenyu, nokundichengeta kune zvakaipa, kuti zvirege kundiwira!” Mwari akamupa zvaakakumbira.