1 Chronicles 4:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaKenazi: Otnieri, naSeraya; ʋanakomana ʋaOtnieri: Hatati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaKenazi vaiva: Otinieri naSeraya. Vanakomana vaOtinieri vaiva: Hatati naMeonotai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaKenazi: ndiOtinieri naSeraya. Vana vaOtinieri vakomana ndiHatati
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaKenazi: Otineri, naSeraya; vanakomana vaOtineri: Hatati.
Shona 2009?
Vanakomana vaKenazi: Otineri, naSeraya; vanakomana vaOtineri: Hatati.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaKenazi: Otineri, naSeraya; vanakomana vaOtineri: Hatati.