1 Chronicles 4:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaKarebi mŋanakomana waJefune: Iru, naEra, naNaami; ʋanakomana ʋaEra: Kenazi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaKarebhu mwanakomana waJefune vaiva: Iru, Era naNaami. Mwanakomana waEra ainzi Kenazi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaKerebhu mwanakomana waJefune: ndiIru naEra naNaamu. Vanawo vaEra vakomana ndiKenazi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaKarebhu mwanakomana waJefune: Iru, naEra, naNaami; vanakomana vaEra: Kenazi.
Shona 2009?
Vanakomana vaKarebhu mwanakomana waJefune: Iru, naEra, naNaami; vanakomana vaEra: Kenazi.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaKarebhu mwanakomana waJefune: Iru, naEra, naNaami; vanakomana vaEra: Kenazi.