1 Chronicles 4:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaEzra: Jeteri, naMeredi, naEferi, naJaroni. Bitia, mukunda waFarao, akaɓereka Miriami, naShamai, naIshba ɓaɓa ʋaEshtemoa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaEzira vaiva: Jeteri, Meredhi, Eferi, naJaroni. Mumwe wavakadzi vaMeredhi akavaberekera Miriamu, Shamai naIshibha baba vaEshitemoa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaEzira: ndiJeteru naMeredhi naEferu naJaroni. Ivava ndivo vanakomana vaBhitia mukunda waFarao akaroorwa naMeredhi. Akavawo napamuviri akabereka Miriamu naShamai naIshibha baba waEshitemoa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaEzira: Jeteri, naMeredhi, naEferi, naJaroni. Bhitia, mukunda waFarao, akabereka Miriami, naShamai, naIshabha baba vaEshitemoa.
Shona 2009?
Vanakomana vaEzira: Jeteri, naMeredhi, naEferi, naJaroni. Bhitia, mukunda waFarao, akabereka Miriami, naShamai, naIshabha baba vaEshitemoa.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaEzira: Jeteri, naMeredhi, naEferi, naJaroni. Bhitia, mukunda waFarao, akabereka Miriami, naShamai, naIshabha baba vaEshitemoa.