1 Chronicles 4:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋomukadzi waHodia, hanɀadzi yaNahami ʋakaŋga ʋari ɓaɓa ʋaKeira muGarmi, naEshtemoa muMaakati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vomukadzi waHodhia, hanzvadzi yaNahamu vaiva: baba vaKeira muGarimi naEshitemoa muMaakati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaHodhiya nomudzimai wake uya hanzvadzi yaNahamu ndivo madzibaba aKeira wokuGarima naEshitemoa wokwaMaaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vomukadzi waHodhia, hanzvadzi yaNahamu vakanga vari baba vaKeira muGarimi, naEshitemba muMaakati.
Shona 2009?
Vanakomana vomukadzi waHodhia, hanzvadzi yaNahamu vakanga vari baba vaKeira muGarimi, naEshitemba muMaakati.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vomukadzi waHodhia, hanzvadzi yaNahamu vakanga vari baba vaKeira muGarimi, naEshitemba muMaakati.