1 Chronicles 4:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaShimoni: Amnoni, naRina, naBeni‐hanani, naTironi. Ʋanakomana ʋaIshi; Zoheti, naBeni‐zoheti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaShimoni vaiva: Amunoni, Rina, Bheni, Hanani naTironi. Zvizvarwa zvaIshi zvaiva: Zoheti naBheni Zoheti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana vakomana vaShimoni ndiAmunoni naRina naBhenihanani naTironi. Vanawo vaIshi vakomana ndiZoheti naBhenizoheti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaShimoni: Amunoni, naRina, naBhenihanani, naTironi. Vanakomana vaIshi; Zoheti, naBhenizoheti.
Shona 2009?
Vanakomana vaShimoni: Amunoni, naRina, naBhenihanani, naTironi. Vanakomana vaIshi; Zoheti, naBhenizoheti.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaShimoni: Amunoni, naRina, naBhenihanani, naTironi. Vanakomana vaIshi; Zoheti, naBhenizoheti.