1 Chronicles 4:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaShera mŋanakomana waJuda: Eri ɓaɓa ʋaReka, naRaada ɓaɓa ʋaMaresha, nehama yedzimba dzaiʋo ʋairuka muceka wakaiȿo‐naka, ʋeimba yaAshbea;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaShera mwanakomana waJudha vaiva: Eri baba vaReka, Raadha baba vaMaresha nedzimba dzavairuka mucheka wakaisvonaka paBheti Ashibea.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaShera, mwanakomana waJudha: ndevava ava kunoti Eru baba waReka, kwouya Raadha baba waMaresha, kwouyawo mhuri dziya dzemba yevagadziri vemicheka yerineni vokuBhetiashibhea
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaShera mwanakomana waJudha: Eri baba vaReka, naRaadha baba vaMaresha, nehama yedzimba dzaivo vairuka mucheka wakaisvonaka, veimba yaAshibhea;
Shona 2009?
Vanakomana vaShera mwanakomana waJudha: Eri baba vaReka, naRaadha baba vaMaresha, nehama yedzimba dzaivo vairuka mucheka wakaisvonaka, veimba yaAshibhiya;
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaShera mwanakomana waJudha: Eri baba vaReka, naRaadha baba vaMaresha, nehama yedzimba dzaivo vairuka mucheka wakaisvonaka, veimba yaAshibhea;