1 Chronicles 4:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mŋanakomana wake Sharumi, mŋanakomana wake Mibsami, mŋanakomana wake Mishma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sharumi aiva mwanakomana waShauri, Mibhisami ari mwanakomana wake naMishima mwanakomana wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanakomana waShauru ndiSharumu, waSharumu ndiMibhishamu, waMibhishamu ndiMishima.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mwanakomana wake Sharumi, mwanakomana wake Mibhisami, mwanakomana wake Mishima.
Shona 2009?
mwanakomana wake Sharumi, mwanakomana wake Mibhisami, mwanakomana wake Mishima.
Shona SUB 2002 Bible
mwanakomana wake Sharumi, mwanakomana wake Mibhisami, mwanakomana wake Mishima.