1 Chronicles 4:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaMishma: Mŋanakomana wake Hamueri, mŋanakomana wake Zakuri, mŋanakomana wake Shimei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizvarwa zvaMishima zvaiva: Hamueri mwanakomana wake, Zakuri mwanakomana wake naShimei mwanakomana wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaMishima ndiHamueri, waHamueri ndiZakuri, waZakuri ndiShimei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaMishima: Mwanakomana wake Haumueri, mwanakomana wake Zakuri, mwanakomana wake Shimei.
Shona 2009?
Vanakomana vaMishima: Mwanakomana wake Haumueri, mwanakomana wake Zakuri, mwanakomana wake Shimei.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaMishima: Mwanakomana wake Haumueri, mwanakomana wake Zakuri, mwanakomana wake Shimei.