1 Chronicles 4:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
napaBeti‐markaboti, napaHazari‐susimi napaBeti‐biri, napaShaaraimi. Ndiwo aiʋa maguta aʋo kuȿikira Davidi aciɓata ʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bheti Makabhoti, Hazari Susimi, Bheti Bhiri naShaaraimi. Aya ndiwo aiva maguta avo kusvikira pakutonga kwaDhavhidhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuBhetimarikabhoti nokuHazarisuzimu nokuBhetibhiri nokuShaaraimu. Iwayo ndiwo aiva maguta avo kusvikira kutonga kwaDhavhidhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
napaBhetimarikabhoti, napaHazarisusimi napaBhetibhiri, napaShaaraimi. Ndiwo aiva maguta avo kusvikira Dhavhidhi achibata hushe.
Shona 2009?
napaBhetimarikabhoti, napaHazarisusimi napaBhetibhiri, napaShaaraimi. Ndiwo aiva maguta avo kusvikira Dhavhidhi achibata ushe.
Shona SUB 2002 Bible
napaBhetimarikabhoti, napaHazarisusimi napaBhetibhiri, napaShaaraimi. Ndiwo aiva maguta avo kusvikira Dhavhidhi achibata hushe.