1 Chronicles 4:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nemisha yaʋo yose, yakaŋga yakakomba maguta iwayo, kuȿikira paBaari. Ndipo paʋaigara, ʋuye mazita amarudzi aʋo ari’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nemisha yose yakanga yakaapoteredza kusvika kuBhaarati. Idzi ndidzo nzvimbo dzavaigara. Uye vaichengeta zvinyorwa zvenhoroondo yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nemisha yakanga yakapoteredza maguta iwayo kusvikira kuBhaari, imomo ndomavaigara. Mamiriro akaita mhuri dzavo ndeaya aya:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nemisha yavo yose, yakanga yakakomba maguta iwayo, kusvikira paBhaari. Ndipo pavaigara, uye mazita amarudzi avo aripo.
Shona 2009?
nemisha yavo yose, yakanga yakakomba maguta iwayo, kusvikira paBhaari. Ndipo pavaigara, uye mazita amarudzi avo aripo.
Shona SUB 2002 Bible
nemisha yavo yose, yakanga yakakomba maguta iwayo, kusvikira paBhaari. Ndipo pavaigara, uye mazita amarudzi avo aripo.