1 Chronicles 4:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naZiza mŋanakomana waShifi, mŋanakomana waAroni, mŋanakomana waJedaya, mŋanakomana waShimri, mŋanakomana waShemaya;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
naZiza mwanakomana waSifi, mwanakomana waAroni mwanakomana waJedhaya, mwanakomana waShimiri, mwanakomana waShemaya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwoti Ziza aberekwa naShifi mwanakomana waAroni aberekwa naJedhaya mwanakomana waShimiri aberekwa naShemaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naZiza mwanakomana waShifi, mwanakomana waAroni, mwanakomana waJedheiya, mwanakomana waShimiri, mwanakomana waShemaya;
Shona 2009?
naZiza mwanakomana waShifi, mwanakomana waAroni, mwanakomana waJedheiya, mwanakomana waShimiri, mwanakomana waShemaya;
Shona SUB 2002 Bible
naZiza mwanakomana waShifi, mwanakomana waAroni, mwanakomana waJedheiya, mwanakomana waShimiri, mwanakomana waShemaya;