1 Chronicles 4:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aʋa ʋakarebga mazita aʋo, ʋaiʋa macinda pamarudzi aʋo; dzimba dzamadziɓaɓa aʋo dzikawanda kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume vakanyorwa pamusoro namazita avo vaiva vatungamiri vedzimba dzavo. Mhuri dzavo dzakakura kwazvo
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava ava vadai kudomwa namazita vaiva madzishe mudzimhuri dzavo mudzimba dzamadzibaba avo mukawandwawo chaizvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ava vakarehwa mazita avo, vaiva machinda pamarudzi avo; dzimba dzamadzibaba avo dzikawanda kwazvo.
Shona 2009?
ava vakarehwa mazita avo, vaiva machinda pamarudzi avo; dzimba dzamadzibaba avo dzikawanda kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
ava vakarehwa mazita avo, vaiva machinda pamarudzi avo; dzimba dzamadzibaba avo dzikawanda kwazvo.