1 Chronicles 4:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaenda paʋanopinda paGedori, kuȿikira parutiʋi rwamabvazuʋa rwomupata, kutȿakira makwai aʋo mafuro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vakaenda kumucheto kweGedhori kurutivi rwokumabvazuva nomupata vachitsvakira makwai avo mafuro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatamira kwokunge tava kuda kundosvika kuGedhori kumabvazuva kwebani kundotsvaka mafuro ezvipfuwo zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaenda pavanopinda paGedhori, kusvikira parutivi rwamabvazuva rwomupata, kutsvakira makwai avo mafuro.
Shona 2009?
Vakaenda pavanopinda paGedhori, kusvikira parutivi rwamabvazuva rwomupata, kutsvakira makwai avo mafuro.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaenda pavanopinda paGedhori, kusvikira parutivi rwamabvazuva rwomupata, kutsvakira makwai avo mafuro.