1 Chronicles 4:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakawana mafuro akanaka kwaɀo, ʋuye nyika yakaŋga iri mhami, inorugare nokunyarara; nokuti ʋaigara’po kare ʋaiʋa ʋana ʋaHami.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakawana mafuro akanaka kwazvo akapfuma, uye nyika yakanaka ine nzvimbo huru ine runyararo norugare. VaHamu ndivo vakanga vachimbogaramo kare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ikoko vakawana mafuro chaiwo akanaka kwazvo, nyika iri huru ichisvika zvayo uko nokokoko kwakati zi-i kuine runyararo pamusana pokuti ndokwainge kugere vokwaHamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakawana mafuro akanaka kwazvo, uye nyika yakanga iri mhami, ino rugare nokunyarara; nokuti vaigarapo kare vaiva vana vaHamu.
Shona 2009?
Vakawana mafuro akanaka kwazvo, uye nyika yakanga iri mhami, ino rugare nokunyarara; nokuti vaigarapo kare vaiva vana vaHamu.
Shona SUB 2002 Bible
Vakawana mafuro akanaka kwazvo, uye nyika yakanga iri mhami, ino rugare nokunyarara; nokuti vaigarapo kare vaiva vana vaHamu.