1 Chronicles 4:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakozi akaɓereka Anubi, naZobeba, nehama dzaAhareri mŋanakomana waHarumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
naKozi uyo aiva baba vaAnubhi naHazobhebha nevedzimba dzaAhareri mwanakomana waHaruni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kozi ndiye baba vaAnubhu naZobhebha nemhuri dzokwaAhariheri mwanakomana waHarumu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakozi akabereka Anubhi, naZobhebha, nehama dzaAhareri mwanakomana waHarumi.
Shona 2009?
Hakozi akabereka Anubhi, naZobhebha, nehama dzaAhareri mwanakomana waHarumi.
Shona SUB 2002 Bible
Hakozi akabereka Anubhi, naZobhebha, nehama dzaAhareri mwanakomana waHarumi.

Recommended Reading