1 Chronicles 4:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jabezi akakudzwa kukunda ʋanuŋuna ʋake, mai ʋake ʋakamutumidza zita rinonzi Jabezi, ʋaciti: Nokuti ndakamuɓereka ndicitambudzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jabhezi aikudzwa zvikuru kukunda vanun'una vake. Mai vake vakamutumidza kuti Jabhezi vachiti, “Ndakamubereka mukurwadziwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jabhezi uyu aiva munhu anoremekedzwa kwazvo navakoma navanun'una vake. Amai vake vakamutumidza zita rokuti Jabhezi vachiti pakumubereka ndakaona nhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jabhezi akakudzwa kukunda vanun'una vake, mai vake vakamutumidza zita rinonzi Jabhezi, vachiti, “Nokuti ndakamubereka ndichitambudzika.”
Shona 2009?
Jabhezi akakudzwa kukunda vanun'una vake, mai vake vakamutumidza zita rinonzi Jabhezi, vachiti, "Nokuti ndakamubereka ndichitambudzika.
Shona SUB 2002 Bible
Jabhezi akakudzwa kukunda vanun'una vake, mai vake vakamutumidza zita rinonzi Jabhezi, vachiti, “Nokuti ndakamubereka ndichitambudzika.”