1 Chronicles 5:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋanakomana ʋaAbihairi mŋanakomana waHuri, mŋanakomana waJaroa, mŋanakomana waGireadi, mŋanakomana waMikaeri, mŋanakomana waJeshishai, mŋanakomana waJado, mŋanakomana waBuzi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava ndivo vaiva vanakomana vaAbhihairi mwanakomana waHuri, mwanakomana waJarowa, mwanakomana Gireadhi, mwanakomana waMikaeri, mwanakomana waJeshishai, mwanakomana waJadho, mwanakomana waBhuzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava ndivo vanakomana vokwaAbhihairi: mwana waHuru aberekwa naJaroya mwanakomana waGireadhi ari mwanakomana waMikaeri mwanakomana Jeshishai aberekwa naJadho mwanakomana waBhuzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vanakomana vaAbhihairi mwanakomana waHuri, mwanakomana waJaroa, mwanakomana waGireadhi, mwanakomana waMikaeri, mwanakomana waJeshishai, mwanakomana waJadho, mwanakomana waBhuzi,
Shona 2009?
Ndivo vanakomana vaAbhihairi mwanakomana waHuri, mwanakomana waJaroa, mwanakomana waGiriyadhi, mwanakomana waMikaeri, mwanakomana waJeshishai, mwanakomana waJadho, mwanakomana waBhuzi,
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vanakomana vaAbhihairi mwanakomana waHuri, mwanakomana waJaroa, mwanakomana waGiriadhi, mwanakomana waMikaeri, mwanakomana waJeshishai, mwanakomana waJadho, mwanakomana waBhuzi,