1 Chronicles 5:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Juda ndiye wakaŋga ari mukuru pakati paʋana ʋaɓaɓa ʋake, mutuŋgamiriri akabva kwaari; asi ʋuɗaŋgwe bgakaŋga ʋuri bgaJosefa;)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kunyange zvazvo Judha aiva akasimba kwazvo kupfuura vana vababa vake vose, uye kunyange zvazvo mutongi akazobuda maari, kodzero youdangwe yaiva yaJosefa.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvazvo Judha ariye akazova nesimba chaizvo pakati pavakoma navanun'una vake maari mukatova ndimo makabuda mambo. Zvakadaro zvazvo udangwe ndohwaJosefi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Judha ndiye akanga ari mukuru pakati pavana vababa vake, mutungamiriri akabva kwaari; asi udangwe hwakanga huri hwaJosefa;)
Shona 2009?
Nokuti Judha ndiye akanga ari mukuru pakati pavana vababa vake, mutungamiriri akabva kwaari; asi udangwe hwakanga huri hwaJosefa;)
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Judha ndiye akanga ari mukuru pakati pavana vababa vake, mutungamiriri akabva kwaari; asi udangwe hwakanga huri hwaJosefa;)