1 Chronicles 5:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaɓatsirwa pakurwa naʋo, ʋaHagari ʋakakundwa naʋo, naʋose ʋaiʋa naʋo; nokuti ʋakaɗana kunaJehova ʋari pakurwa, akaʋanzwa; nokuti ʋakaŋga ʋacitenda kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabatsirwa pakurwa navo, uye Mwari akaisa vaHagiri, navose vaiva kurutivi rwavo, mumaoko avo, nokuti vakanga vachema kwaari vari pakurwa. Iye akapindura minyengetero yavo nokuti vakavimba naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakabatsirwa kuvarwisa vakabvawo vakurira vaHagiri navose vavakanga vanavo nokuti mukurwa kwavo ikoku vakanga vachema kuna Mwari nokuti vaivimba naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakabatsirwa pakurwa navo, vaHagari vakakundwa navo, navose vaiva navo; nokuti vakadana kuna Jehovha vari pakurwa, akavanzwa; nokuti vakanga vachitenda kwaari.
Shona 2009?
Vakabatsirwa pakurwa navo, vaHagari vakakundwa navo, navose vaiva navo; nokuti vakadana kuna Jehovha vari pakurwa, akavanzwa; nokuti vakanga vachitenda kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Vakabatsirwa pakurwa navo, vaHagari vakakundwa navo, navose vaiva navo; nokuti vakadana kuna Jehovha vari pakurwa, akavanzwa; nokuti vakanga vachitenda kwaari.