1 Chronicles 5:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakatapa ɀipfuwo ɀaʋo, makamera aneɀuru ɀinamakumi mashanu, namakwai aneɀuru ɀinamazana maʋiri namakumi mashanu, nemboŋgoro dzineɀuru ɀiʋiri, naʋanhu ʋaneɀuru ɀinezana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapamba zvipfuwo zvavaHagiri zvaiti: ngamera zviuru makumi mashanu zvengamera, zviuru mazana maviri ane makumi mashanu zvamakwai nezviuru zviviri zvembongoro. Vakatapawo zviuru zana zvavanhu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakavatorera zvipfuwo zvavo zvaiti zviuru makumi mashanu zvengamera dzavo kwouya hwai mazana maviri ezviuru ane zviuru makumi mashanu, kwouyawo zviuru zviviri zvamadhongi, kwozoti zana rechiuru chavanhu vavakatapa vari vapenyu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakatapa zvipfuo zvavo, makamera ane zviuru zvina makumi mashanu, namakwai ane zviuru zvina mazana maviri namakumi mashanu, nembongoro dzine zviuru zviviri, navanhu vane zviuru zvine zana.
Shona 2009?
Vakatapa zvipfuwo zvavo, makamera ane zviuru zvina makumi mashanu, namakwai ane zviuru zvina mazana maviri namakumi mashanu, nembongoro dzine zviuru zviviri, navanhu vane zviuru zvine zana.
Shona SUB 2002 Bible
Vakatapa zvipfuo zvavo, makamera ane zviuru zvina makumi mashanu, namakwai ane zviuru zvina mazana maviri namakumi mashanu, nembongoro dzine zviuru zviviri, navanhu vane zviuru zvine zana.