1 Chronicles 5:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋehafu yorudzi rwaManase ʋakaŋga ʋagere panyika iyo; ʋakawanda kubva paBashani kuȿikira paBaari‐hermoni neSeniri, negomo reHermoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu verudzi rwehafu rwaManase vaiva vazhinji vakagara munyika yaibva kuBhashani ichisvika kuBhari Hemoni ndiko kuSeniri (Gomo reHemoni).
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chimwe chikamu chevedzinza rokwaManase vaigara munyika umu kubvira kuBhashani kusvikira kuBhaariherimoni nokuSeniri nokuGomo reHerimoni, vakanga vakawanda kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vehafu yorudzi rwaManase vakanga vagere panyika iyo; vakawanda kubva paBhashani kusvikira paBhaariherimoni neSeniri, negomo reHerimoni.
Shona 2009?
Vanakomana vehafu yorudzi rwaManase vakanga vagere panyika iyo; vakawanda kubva paBhashani kusvikira paBhaariherimoni neSeniri, negomo reHerimoni.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vehafu yorudzi rwaManase vakanga vagere panyika iyo; vakawanda kubva paBhashani kusvikira paBhaariherimoni neSeniri, negomo reHerimoni.