1 Chronicles 5:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋakazotadzira Mŋari wamadziɓaɓa aʋo, ʋakapata ʋaciteʋera ʋamŋari ʋendudzi dzenyika iyo, dzakaŋga dzaparadzwa naMŋari pamberi paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakanga vasina kutendeka kuna Mwari wamadzibaba avo, vakaita ufeve hwokunamata vamwari vavanhu venyika iyi avo vakanga vaparadzwa naMwari pamberi pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunoti Eferu naIshi naErieri naAzirieri naJeremiya naHodhavhiya naJadhieri. Ivava vaiva magamba chaiwo okurwa vari vanhu vane mukurumbira vari vatungamiriri vomudzimhuri dzemba yokwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vakazotadzira Mwari wamadzibaba avo, vakapata vachitevera vamwari vendudzi dzenyika iyo, dzakanga dzaparadzwa naMwari pamberi pavo.
Shona 2009?
Asi vakazotadzira Mwari wamadzibaba avo, vakapata vachitevera vamwari vendudzi dzenyika iyo, dzakanga dzaparadzwa naMwari pamberi pavo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vakazotadzira Mwari wamadzibaba avo, vakapata vachitevera vamwari vendudzi dzenyika iyo, dzakanga dzaparadzwa naMwari pamberi pavo.