1 Chronicles 5:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naBeera mŋanakomana wake, iye wakatapxa naTirgati‐pirneseri mambo weAsiria; iye wakaŋga ari mucinda waʋaRubeni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye naBheera mwanakomana wake uyo akatorwa akaiswa muutapwa naTigirati-Pireseri mambo weAsiria. Bheera akanga ari mutungamiri wavaRubheni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
waBhaari ndiBheera. Iyeyu ndiye nyakutapwa naTigiratipiriesari mambo weAsiria akaenda naye kuutapwa. Akanga ari mumwe wamadzishe okwaRubheni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naBheera mwanakomana wake, iye akatapwa naTirigatipirineseri mambo weAsiria; iye akanga ari muchinda wavaRubheni.
Shona 2009?
naBheera mwanakomana wake, iye akatapwa naTirigatipirineseri mambo weAsiria; iye akanga ari muchinda wavaRubheni.
Shona SUB 2002 Bible
naBheera mwanakomana wake, iye akatapwa naTirigatipirineseri mambo weAsiria; iye akanga ari muchinda wavaRubheni.