1 Chronicles 5:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kurutiʋi rwamabvazuʋa wakaŋga agere kuȿikira pakutaŋga kwerenje kubva kurwizi Yufratesi; nokuti ŋombe dzaʋo dzakaŋga dzawanda panyika yeGireadi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumabvazuva vakatora nyika kusvikira pamuganhu wegwenga rinosvika kuRwizi Yufuratesi nokuti zvipfuwo zvavo zvakanga zvawanda muGireadhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaigarawo kumabvazuva uku tava kusvika kurenje mhiri ino yaYufuratesi pamusana pokuti zvipfuwo zvavo zvakanga zvawanda munyika yeGireadhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kurutivi rwamabvazuva akanga agere kusvikira pakutanga kwerenje kubva kurwizi Yufuratesi; nokuti mombe dzavo dzakanga dzawanda panyika yeGireadhi.
Shona 2009?
kurutivi rwamabvazuva akanga agere kusvikira pakutanga kwerenje kubva kurwizi Yufuratesi; nokuti mombe dzavo dzakanga dzawanda panyika yeGiriyadhi.
Shona SUB 2002 Bible
kurutivi rwamabvazuva akanga agere kusvikira pakutanga kwerenje kubva kurwizi Yufuretesi; nokuti mombe dzavo dzakanga dzawanda panyika yeGiriadhi.