1 Chronicles 6:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Johanani akaɓereka Azaria, (ndiye waiɓate‐ɓasa romuprista muimba yakaʋakwa naSoromoni paJerusarema;)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Johanani baba vaAzaria (ndiye aibata basa somuprista mutemberi yakavakwa naSoromoni muJerusarema).
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Azariya ndibaba waJohanani, Johanani ndiye baba waAzariya. Iye Azariya uyu ndiye uya aiva mupristi muTemberi iya yakavakwa naSoromoni muJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Johanani akabereka Azaria, (ndiye waibata basa romupristi muimba yakavakwa naSoromoni paJerusaremu;)
Shona 2009?
Johwanani akabereka Azaria, (ndiye waibata basa romuprista muimba yakavakwa naSoromoni paJerusaremu;)
Shona SUB 2002 Bible
Johanani akabereka Azaria, (ndiye waibata basa romupristi muimba yakavakwa naSoromoni paJerusaremu;)