1 Chronicles 6:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naJoa mŋanakomana wake, naIdo mŋanakomana wake, naZera mŋanakomana wake, naJeaterai mŋanakomana wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joa mwanakomana wake Idho mwanakomana wake, Zera mwanakomana wake naJaterai mwanakomana wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanakomana waJoa ndiIdho waIdho ndiZera waZera ndiJeatierai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naJoa mwanakomana wake, naIdho mwanakomana wake, naZera mwanakomana wake, naJeaterai mwanakomana wake.
Shona 2009?
naJoa mwanakomana wake, naIdho mwanakomana wake, naZera mwanakomana wake, naJeaterai mwanakomana wake.
Shona SUB 2002 Bible
naJoa mwanakomana wake, naIdho mwanakomana wake, naZera mwanakomana wake, naJeaterai mwanakomana wake.

Recommended Reading