1 Chronicles 6:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ari Erkana: Ʋanakomana ʋaErkana: Zofai mŋanakomana wake, naNahati mŋanakomana wake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erikana mwanakomana wake Zofai mwanakomana wake, naNahati mwanakomana wake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanakomana waAhimoti ndiErikana waErikana ndiZofai waZofai ndiNahati
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaErikana: Zofai mwanakomana wake, naNahati mwanakomana wake,
Shona 2009?
Vanakomana vaErikana: Zofai mwanakomana wake, naNahati mwanakomana wake,
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaErikana: Zofai mwanakomana wake, naNahati mwanakomana wake,