1 Chronicles 6:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naEriabi mŋanakomana wake, naJehorami mŋanakomana wake, naErkana mŋanakomana wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
naEriabhi mwanakomana wake, naErikana mwanakomana wake, naSamueri mwanakomana wake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
waNahati ndiEriyabhu waEriyabhu ndiJerohamu waJerohamu ndiErikana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naEriabhi mwanakomana wake, naErikana mwanakomana wake.
Shona 2009?
naEriabhi mwanakomana wake, naErikana mwanakomana wake.
Shona SUB 2002 Bible
naEriabhi mwanakomana wake, naErikana mwanakomana wake.