1 Chronicles 6:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye aʋa ndiʋo ʋakagadzwa naDavidi kuzofambisa ɓasa rokuimba mumba maJehova, areka yawana pokuzorora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava ndivo varume vakagadzwa naDhavhidhi kuti vafambise basa rokuimba muimba yaJehovha mushure mokunge areka yawana pokuzorora imomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havanoi varume vakaiswa naDhavhidhi pabasa rokuona nezvokuimba mumba yaTenzi pakazenge zvino bhokisi rechitenderano razororamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye ava ndivo vakagadzwa naDhavhidhi kuzofambisa basa rokuimba mumba maJehovha, mushure mokuti areka yawana pokuzorora.
Shona 2009?
Uye ava ndivo vakagadzwa naDhavhidhi kuzofambisa basa rokuimba mumba maJehovha, mushure mokuti areka yawana pokuzorora.
Shona SUB 2002 Bible
Uye ava ndivo vakagadzwa naDhavhidhi kuzofambisa basa rokuimba mumba maJehovha, mushure mokuti areka yawana pokuzorora.