1 Chronicles 6:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋaimira’po naʋanakomana ʋaʋo: Kuʋanakomana ʋaKohati: Hemani muimbi, mŋanakomana waJoeri, mŋanakomana waSamueri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava ndivo varume vaibata basa pamwe chete navanakomana vavo: kubva kuvaKohati: Hemani muimbi, mwanakomana waJoere, mwanakomana waSamueri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vacho vaiita basa iroro pamwechete navana vavo vakomana vakamira vakadai izvi, kuvanakomana vokwaKohati kunoti: Hemani aiva muimbi ari mwanakomana waJoeri uya mwanakomana waSamueri uye aberekwa naErikana
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vaimirapo navakomana vavo; kuvanakomana vaKohati: Hemani muimbi, mwanakomana waJoeri, mwanakomana waSamueri;
Shona 2009?
Ndivo vaimirapo navakomana vavo; kuvanakomana vaKohati: Hemani muimbi, mwanakomana waJoeri, mwanakomana waSamueri;
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vaimirapo navakomana vavo; kuvanakomana vaKohati: Hemani muimbi, mwanakomana waJoeri, mwanakomana waSamueri;