1 Chronicles 6:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munuŋuna wake Asafi, wakaŋga amire kurudyi rwake, iye Asafi mŋanakomana waBerekia, mŋanakomana waShimea;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye mubatsiri waHemani pabasa ainzi Asafi akanga amire kurudyi rwake: Asafi mwanakomana waBherekia mwanakomana waShimea,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouya munun'una wake Asafu aimira kurudyi kwake: Asafu uyu mwanakomana waBherekiya akaberekwa naShimea mwana waMikaeri
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munun'una wake Asafi, akanga amire kurudyi rwake, iye Asafi mwanakomana waBherekia, mwanakomana waShimea;
Shona 2009?
Munun'una wake Asafi, akanga amire kurudyi rwake, iye Asafi mwanakomana waBherekia, mwanakomana waShimea;
Shona SUB 2002 Bible
Munun'una wake Asafi, akanga amire kurudyi rwake, iye Asafi mwanakomana waBherekia, mwanakomana waShimia;