1 Chronicles 6:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuruɓoshwe rwaʋo, hama dzaʋo iʋo ʋanakomana ʋaMerari: Etani mŋanakomana waKishi, mŋanakomana waAbdi, mŋanakomana waMaruki;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kubva kuvabatsiri vavo, vaMerari, kuruboshwe rwake, vaiva: Etani mwanakomana waKishi, mwanakomana waAbhidhi, mwanakomana waMaruki,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuruboshwe kwaiva nehama dzavo vanakomana vokwaMerari: vakanga vari vanaEtani mwanakomana waKishi mwana waAbhudhi aberekwa naMaruki okuberekwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurubhoshwe rwavo, hama dzavo ivo vanakomana vaMerari: Etani mwanakomana waKishi, mwanakomana waAbhidhi, mwanakomana waMaruki;
Shona 2009?
Kurubhosbwe rwavo, hama dzavo ivo vanakomana vaMerari: Etani mwanakomana waKishi, mwanakomana waAbhidhi, mwanakomana waMaruki;
Shona SUB 2002 Bible
Kurubhoshwe rwavo, hama dzavo ivo vanakomana vaMerari: Etani mwanakomana waKishi, mwanakomana waAbhidhi, mwanakomana waMaruki;