1 Chronicles 6:57 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaAroni ʋakapiwa maguta oʋutiziro, aiti: Hebroni, neRibna namafuro awo, neJatiri, neEshtemoa namafuro awo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka zvizvarwa zvaAroni zvakapiwa Hebhuroni (Guta routiziro) uye Ribhina, Jatiri, Eshitemoa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maguta okundopotera akapiwa vanakomana vokwaAroni ndaaya aya: kunoti Hebhuroni neRibhuna namafuro aro neJatiri neEshitemoa namafuro awo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaAroni vakapiwa maguta outiziro, aiti: Hebhuroni, neRibhina namafuro awo, neJatiri, neEshitemoa namafuro awo;
Shona 2009?
Vanakomana vaAroni vakapiwa maguta outiziro, aiti: Hebhuroni, neRibhina namafuro awo, neJatiri, neEshitemoa namafuro awo;
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaAroni vakapiwa maguta outiziro, aiti: Hebhuroni, neRibhina namafuro awo, neJatiri, neEshitemoa namafuro awo;