1 Chronicles 6:60 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ʋorudzi rwaBenjamini: Geba namafuro aro, neAremeti namafuro aro, neAnatoti namafuro aro. Maguta aʋo ose pakati pedzimba dzaʋo dzose, aiʋa maguta anegumi namatatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kubva kurudzi rwaBenjamini vakapiwa Gibheoni, Gebha Aremeti neAnatoti pamwe chete namafuro awo. Maguta aya, akagoverwa pakati pedzimba dzavaKohati akanga ari gumi namatatu pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Avakapiwa kwaBhenjamini ndeaya anoti: Gebha namafuro aro neAremeti namafuro aro uye Anatoti namafuro aro. Ose pamwechete maguta avo mudzimhuri dzokwavo aiva gumi namatatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye vorudzi rwaBhenjamini: Gebha namafuro aro, neArimeti namafuro aro, neAnatoti namafuro aro. Maguta avo ose pakati pedzimba dzavo dzose, aiva maguta ane gumi namatatu.
Shona 2009?
Uye vorudzi rwaBhenjamini: Gebha namafuro aro, neArimeti namafuro aro, neAnatoti namafuro aro. Maguta avo ose pakati pedzimba dzavo dzose, aiva maguta ane gumi namatatu.
Shona SUB 2002 Bible
Uye vorudzi rwaBhenjamini: Gebha namafuro aro, neArimeti namafuro aro, neAnatoti namafuro aro. Maguta avo ose pakati pedzimba dzavo dzose, aiva maguta ane gumi namatatu.