1 Chronicles 6:65 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋapa nemijenya maguta iwayo akarebga mazita awo ʋorudzi rwaʋana ʋaJuda, noʋorudzi rwaʋana ʋaSimeoni, noʋorudzi rwaʋana ʋaBenjamini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kurudzi rwaJudha, rwaSimeoni norwaBenjamini vakagoverwa maguta ayo akanga arehwa namazita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakagoverwawo nechin'ange mune vedzinza rokwaJudha nerokwaSimeoni nerokwaBhenjamini maguta iwaya ataurwa nemazita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakavapa nemijenya maguta iwayo akarehwa mazita awo vorudzi rwavana vaJudha, novorudzi rwavana vaSimeoni, novorudzi rwavana vaBhenjamini.
Shona 2009?
Vakavapa nemijenya maguta iwayo akarehwa mazita awo vorudzi rwavana vaJudha, novorudzi rwavana vaSimiyoni, novorudzi rwavana vaBhenjamini.
Shona SUB 2002 Bible
Vakavapa nemijenya maguta iwayo akarehwa mazita awo vorudzi rwavana vaJudha, novorudzi rwavana vaSimioni, novorudzi rwavana vaBhenjamini.