1 Chronicles 6:66 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋamŋe ʋedzimba dzaʋana ʋaKohati ʋakaŋga ʋanamaguta panyika yaʋo, ʋorudzi rwaEfraimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vedzimba dzaKohati vakapiwa kuti ive nyika yavo, maguta kubva kurudzi rwaEfuremu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vemhuri dzevanakomana vokwaKohati vaivawo namaguta omudunhu ravo mune vedzinza rokwaEfuremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vamwe vedzimba dzavana vaKohati vakanga vana maguta panyika yavo, vorudzi rwaEfuremu.
Shona 2009?
Asi vamwe vedzimba dzavana vaKohati vakanga vana maguta panyika yavo, vorudzi rwaEfuremu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vamwe vedzimba dzavana vaKohati vakanga vana maguta panyika yavo, vorudzi rwaEfuremu.