1 Chronicles 6:70 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋehafu yorudzi rwaManase ʋakapiwa Aneri namafuro aro, neBireami namafuro aro, ndiɀo ɀakapiwa ʋamŋe ʋeimba yaʋana ʋaKohati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kubva kurudzi rwehafu rwaManase vaIsraeri vakapawo Aneri neBhireamu pamwe chete namafuro awo kuvaKohati vakanga vasara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouyawo mune vechimwe chikamu chevedzinza rokwaManase ndeaya: kunoti Aneru namafuro aro neBhireamu namafuro aro edzimwe mhuri dzose dzokwaKohati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vehafu yorudzi rwaManase vakapiwa Aneri namafuro aro, ndizvo zvakapiwa vamwe veimba yavana vaKohati.
Shona 2009?
vehafu yorudzi rwaManase vakapiwa Aneri namafuro aro, ndizvo zvakapiwa vamwe veimba yavana vaKohati.
Shona SUB 2002 Bible
vehafu yorudzi rwaManase vakapiwa Aneri namafuro aro, ndizvo zvakapiwa vamwe veimba yavana vaKohati.