1 Chronicles 6:71 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaGershomi ʋakapiwa pakati peimba yehafu yorudzi rwaManase, Gorani paBashani namafuro aro, neAshtaroti namafuro aro;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaGerishoni vakagamuchirawo zvinotevera: Kubva kuimba yorudzi rwehafu rwaManase vakagamuchira Gorani muBhashani neAshitarotiwo pamwe chete namafuro awo:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaGerishomu: vakagoverwa mune chimwewo chikamu chevedzinza rokwaManase vakapiwa: Gorani muBhashani namafuro aro, neAshitaroti namafuro aro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaGerishomi vakapiwa pakati peimba yehafu yorudzi rwaManase, Gorani paBhashani namafuro aro, neAshitaroti namafuro aro;
Shona 2009?
Vanakomana vaGerishomi vakapiwa pakati peimba yehafu yorudzi rwaManase, Gorani paBhashani namafuro aro, neAshitaroti namafuro aro;
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaGerishomi vakapiwa pakati peimba yehafu yorudzi rwaManase, Gorani paBhashani namafuro aro, neAshitaroti namafuro aro;