1 Chronicles 6:76 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
noʋorudzi rwaNaftari: Kedeshi paGarire namafuro aro, neHamoni namafuro aro, neKiriataimi namafuro aro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kubva kurudzi rwaNafutari vakagamuchira Kedheshi muGarirea, neHamoni neKirataimi pamwe chete namafuro awo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mune vedzinza rokwaNafutari vakagoverwa: Kedheshi muGarirea namafuro aro neHamoni namafuro aro neKiriatiaimu namafuro aro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
novorudzi rwaNafutari: Kedheshi paGarire namafuro aro, neHamoni namafuro aro, neKiriataimi namafuro aro.
Shona 2009?
novorudzi rwaNafutari: Kedheshi paGarire namafuro aro, neHamoni namafuro aro, neKiriataimi namafuro aro.
Shona SUB 2002 Bible
novorudzi rwaNafutari: Kedheshi paGarire namafuro aro, neHamoni namafuro aro, neKiriataimi namafuro aro.