1 Chronicles 6:77 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋamŋe ʋaʋaRevi, iʋo ʋanakomana ʋaMerari, ʋakapiwa ʋorudzi rwaZeburuni: Rimono namafuro aro, neTabori namafuro aro;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaMerari (vaRevhi vose vakanga vasara) vakagamuchira zvinotevera: Kubva kurudzi rwaZebhuruni vakagamuchira Jokineami, Karita Rimono, neTabhori pamwe chete namafuro awo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vose vokwaMerari: vakagoverwa mune vedzinza rokwaZebhuruni. Rimoni namafuro aro neTabhori namafuro aro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vamwe vavaRevhi, ivo vanakomana vaMerari, vakapiwa vorudzi rwaZebhuruni: Rimono namafuro aro, neTabhori namafuro aro;
Shona 2009?
Vamwe vavaRevhi, ivo vanakomana vaMerari, vakapiwa vorudzi rwaZebhuruni: Rimono namafuro aro, neTabhori namafuro aro;
Shona SUB 2002 Bible
Vamwe vavaRevhi, ivo vanakomana vaMerari, vakapiwa vorudzi rwaZebhuruni: Rimono namafuro aro, neTabhori namafuro aro;