1 Chronicles 7:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaNaftari: Jazieri, naGuni, naJezeri, naSharumi, ʋanakomana ʋaBirha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaNafutari vaiva: Jazieri, Guni, Jezeri naShiremi, zvizvarwa zvaBhiriha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana vaNafutari vakomana: ndiJahizieri naGuni naJezeru naSharumu vomumba maBhiriha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaNafutari: Jazieri, naGuni, naJezeri, naSharumi, vanakomana vaBhiriha.
Shona 2009?
Vanakomana vaNafutari: Jazieri, naGuni, naJezeri, naSharumi, vanakomana vaBhiriha.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaNafutari: Jazieri, naGuni, naJezeri, naSharumi, vanakomana vaBhiriha.