1 Chronicles 7:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makiri akawana mukadzi worudzi rwaHupimi naShupimi, zita rehanɀadzi yake raiʋa Maaka;) zita rowecipiri rakaŋga riri Zerofehadi; Zerofehadi wakaŋga anaʋakunda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makiri akatora mukadzi kubva pakati pavaHupi navaShupi. Zita rehanzvadzi yake rainzi Maaka. Chimwezve chizvarwa chainzi Zerofehadhi, akanga aine vanasikana chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makiri akaroorera Hupimu naShupimu vakadzi. Hanzvadzi yake ndiMaaka. Mumwe mwana wake ainzi Zerofehadhi, Zerofehadhi aingova navanasikana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makiri akawana mukadzi worudzi rwaHupimi naShupimi, zita rehanzvadzi yake raiva Maaka;) zita rowechipiri rakanga riri Zerofehadhi; Zerofehadhi akanga anavakunda.
Shona 2009?
Makiri akawana mukadzi worudzi rwaHupimi naShupimi, zita rehanzvadzi yake raiva Maaka;) zita rowechipiri rakanga riri Zerofehadhi; Zerofehadhi akanga anavakunda.
Shona SUB 2002 Bible
Makiri akawana mukadzi worudzi rwaHupimi naShupimi, zita rehanzvadzi yake raiva Maaka;) zita rowechipiri rakanga riri Zerofehadhi; Zerofehadhi akanga ana vakunda.