1 Chronicles 7:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaUrami: Bedani. Ndiʋo ʋanakomana ʋaGireadi mŋanakomana waMakiri, mŋanakomana waManase.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana waUramu ainzi Bhedhani. Ava ndivo vaiva vanakomana vaGireadhi mwanakomana waMakiri mwanakomana waManase.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanawo vaUramu vakomana: ndiBhedhani. Vose ivava ndivo vana vakomana vaGireadhi mwanakomana waMakiri mwana waManase.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaUrami: Bhedhani. Ndivo vanakomana vaGireadhi mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase.
Shona 2009?
Vanakomana vaUrami: Bhedhani. Ndivo vanakomana vaGiriyadhi mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaUrami: Bhedhani. Ndivo vanakomana vaGiriadhi mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase.