1 Chronicles 7:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaTora: Uzi, naRefaya, naJerieri, naJamai, naIbsami, naShemueri, ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, idzo dzaTora; ʋaiʋa ʋarume ʋanesimba noʋumhare pakati pamarudzi aʋo; pamazuʋa aDavidi ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀiʋiri namazana matanhatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaTora vaiva: Uzi, Refaya, Jerieri, Jamai, Ibhisami naSamueri, vakuru vedzimba dzavo. Pamazuva okutonga kwaDhavhidhi, zvizvarwa zvaTora zvakaverengwa savarwi munhoroondo yavo zvakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana matanhatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomanawo vaTora: ndiUzi naRefaya naJerieri naJahimai naJibhusamu naShemueri vari vatungamiriri vedzimhuri dzokwavo dzokwaTora. Magamba okurwa hondo ezvizvarwa zvokwavo mumazuva aDhavhidhi vainge vari vanhu makumi maviri ezviuru ane zviuru zviviri namazana matanhatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaTora: Uzi, naRefaya, naJerieri, naJamai, naIbhisami, naShemueri, vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, idzo dzaTora; vaiva varume vane simba noumhare pakati pamarudzi avo; pamazuva aDhavhidhi vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana matanhatu.
Shona 2009?
Vanakomana vaTora: Uzi, naRefaya, naJerieri, naJamai, naIbhisami, naShemueri, vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, idzo dzaTora; vaiva varume vane simba noumhare pakati pamarudzi avo, pamazuva aDhavhidhi vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana matanhatu.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaTora: Uzi, naRefaya, naJerieri, naJamai, naIbhisami, naShemueri, vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, idzo dzaTora; vaiva varume vane simba noumhare pakati pamarudzi avo; pamazuva aDhavhidhi vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana matanhatu.