1 Chronicles 7:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naZabadi mŋanakomana wake, naShutera mŋanakomana wake, naEzeri, naEreadi; iʋo ʋakaʋurawa naʋanhu ʋeGati ʋakaŋga ʋakaɓerekerwa panyika iyo, nokuti ʋakaŋga ʋaɓurukira kwaʋari kuzotora ɀipfuwo ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zabhadhi mwanakomana wake naShutera mwanakomana wake. Ezeri naEreadha vakaurayiwa navarume veGati vakanga vakaberekerwa munyika iyi pavakaburikira kundopamba zvipfuwo zvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mwana waTahati ndiZabhadhi waZabhadhi ndiShutera waShutera ndiEzeru naEreadhi vanyakuurayiwa navarume vokuGati vakaberekerwa munyika iyoyo, nokuti vakanga vauya kuzopamba zvipfuwo zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naZabhadhi mwanakomana wake, naShutera mwanakomana wake, naEzeri, naEreadhi; ivo vakaurawa navanhu veGati vakanga vakaberekerwa panyika iyo, nokuti vakanga vaburukira kwavari kuzotora zvipfuwo zvavo.
Shona 2009?
naZabhadhi mwanakomana wake, naShutera mwanakomana wake, naEzeri, naEreadhi; ivo vakaurawa navanhu veGati vakanga vakaberekerwa panyika iyo, nokuti vakanga vaburukira kwavari kuzotora zvipfuwo zvavo.
Shona SUB 2002 Bible
naZabhadhi mwanakomana wake, naShutera mwanakomana wake, naEzeri, naEreadhi; ivo vakaurayiwa navanhu veGati vakanga vakaberekerwa panyika iyo, nokuti vakanga vaburukira kwavari kuzotora zvipfuwo zvavo.