1 Chronicles 7:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapinda kumukadzi wake, iye akaʋa nemimba, akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Beria; nokuti imba yake yakaŋga icitambudzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akarara nomukadzi wake zvakare akava nemimba uye akabereka mwanakomana. Akamutumidza zita rokuti Bheria nokuti mumhuri yake makanga maita dambudziko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Efuremu akapinda mumba nomudzimai wake akava napamuviri akabereka mwana mukomana. Iye akamutumidza zita rokuti Bheriya nokuti imba yavo yakanga yawirwa nenhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapinda kumukadzi wake, iye akava nemimba, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Bheriya; nokuti imba yake yakanga ichitambudzika.
Shona 2009?
Akapinda kumukadzi wake, iye akava nemimba, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Bheriya; nokuti imba yake yakanga ichitambudzika.
Shona SUB 2002 Bible
Akapinda kumukadzi wake, iye akava nemimba, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Bheria; nokuti imba yake yakanga ichitambudzika.